Exodus 34:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iwe ukatorera ʋanakomana ʋako ʋakunda ʋaʋo, ɀino kana ʋakunda ʋaʋo ʋopata ʋaciteʋera ʋamŋari ʋaʋo, ʋapatise ʋanakomana ʋako ʋo ʋateʋere ʋamŋari ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye pamunosarudza vamwe vanasikana vavo kuti vave vakadzi vavanakomana venyu uye vanasikana avo vakaita ufeve navamwari vavo, vachatungamirira vanakomana venyu kuita zvimwe chetezvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye moroorera vana venyu vakadzi kuvanasikana vavo. Varoora venyu ivavo vanozoita unzenza hwokunamata vamwari vavo vachizokwezverawo vana venyu kunamata vamwari vavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iwe ukatorera vanakomana vako vakunda vavo, zvino kana vakunda vavo vopata vachitevera vamwari vavo, vapatise vanakomana vakowo vatevere vamwari vavo.
Shona 2009?
iwe ukatorera vanakomana vako vakunda vavo, zvino kana vakunda vavo vopata vachitevera vamwari vavo, vapatise vanakomana vakowo vatevere vamwari vavo.
Shona SUB 2002 Bible
iwe ukatorera vanakomana vako vakunda vavo, zvino kana vakunda vavo vopata vachitevera vamwari vavo, vapatise vanakomana vakowo vatevere vamwari vavo.