Exodus 34:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usaɀiitira ʋamŋari ʋakaʋumbga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Musaita zvifananidzo zvakaumbwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Usatore utare uchizviumbira vamwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usazviitira vamwari vakaumbwa.
Shona 2009?
"Usazviitira vamwari vakaumbwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Usazviitira vamwari vakaumbwa.