Exodus 34:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuraŋgarira mutambo wamaviki, weɀitȿa ɀekoroni inokohwiwa, nomutambo wokuʋuŋganidza pakupera kwegore.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mupemberere Mutambo weMavhiki nezvibereko zvokutanga zvegorosi yakohwewa, uye Mutambo woKuunganidza pakupera kwegore.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chengeta mazuva makuru anonzi mazuva aMavhiki, mazuva ekoroni yokutanga. Chengetawo mazuva okupemberera kukohwa pakupera kwegore.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kurangarira mutambo wamavhiki, wezvitsva zvekoroni inokohwiwa, nomutambo wokuunganidza pakupera kwegore.
Shona 2009?
Unofanira kurangarira mutambo wamavhiki, wezvitsva zvekoroni inokohwiwa, nomutambo wokuunganidza pakupera kwegore.
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kurangarira mutambo wamavhiki, wezvitsva zvekoroni inokohwiwa, nomutambo wokuunganidza pakupera kwegore.