Exodus 34:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndicadziŋga ndudzi pamberi pako, ndikurise miganhu yako; hakuŋgaʋi nomunhu ucaciʋa nyika yako, kana ucikwira katatu pagore kuti uɀiratidze pamberi paJehova, Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichadzinga ndudzi pamberi penyu uye ndichakurisa nyika yenyu, uye hakuna munhu achachiva nyika yenyu pamunokwirako katatu gore rimwe nerimwe, kuti mumire pamberi paJehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti ndichaita kuti ndudzi dzavanhu dzikutizei ndigokudza-kudza nyika yenyu zvokuti pamunouya katatu kwandiri hapana anozoita ruchiva rwokuda kukutorerai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndichadzinga ndudzi pamberi pako, ndikurise miganhu yako; hakungavi nomunhu achachiva nyika yako, kana achikwira katatu pagore kuti azviratidze pamberi paJehovha, Mwari wako.
Shona 2009?
Nokuti ndichadzinga ndudzi pamberi pako, ndikurise miganhu yako; hakungavi nomunhu achachiva nyika yako, kana achikwira katatu pagore kuti azviratidze pamberi paJehovha, Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndichadzinga ndudzi pamberi pako, ndikurise miganhu yako; hakungavi nomunhu achachiva nyika yako, kana achikwira katatu pagore kuti azviratidze pamberi paJehovha, Mwari wako.