Exodus 34:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usaʋuya neropa reciɓayiro caŋgu pamŋe cete neciŋgwa cakaʋiriswa; ʋuye ciɓayiro comutambo wepaseka ŋgacirege kuʋata ʋusiku kuȿikira maŋgwana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Musapa kwandiri ropa rezvibayiro pamwe chete nechinhu chipi zvacho chine mbiriso, uye musarega chimwe chezvibayiro zvoMutambo wePasika zvichisara kusvikira mangwanani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Rega kupira ropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chine mbiriso. Nyama inosara pazuva guru rePasika ngairege kufuma mangwana acho ichiripo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usauya neropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chakaviriswa; uye chibayiro chomutambo wePasika ngachirege kuvata usiku kusvikira mangwana.
Shona 2009?
"Usauya neropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chakaviriswa, uye chibayiro chomutambo wePasika ngachirege kuvata usiku kusvikira mangwana.
Shona SUB 2002 Bible
“Usauya neropa rechibayiro changu pamwechete nechingwa chakaviriswa; uye chibayiro chomutambo wePasika ngachirege kuvata usiku kusvikira mangwana.