Exodus 34:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀokutaŋga ɀeɀitȿa ɀomunda wako unofanira kuʋuya naɀo kumba kwaJehova Mŋari wako. Usaɓika mbudzana mumukaka wamai ʋayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Muuyise zvakaisvonaka zvezvibereko zvevhu renyu kuimba yaJehovha Mwari wenyu. “Musabika mbudzana mumukaka wamai vayo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pambesa dzenyu dzokutanga kukohwa munofanira kutora dzokutangisisa dzacho muuye nadzo kuimba yaTenzi, Mwari wenyu. Musabike mbudzana nomukaka waamai vayo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvokutanga zvezvitsva zvomunda wako unofanira kuuya nazvo kumba kwaJehovha Mwari wako. Usabika mbudzana mumukaka wamai vayo.”
Shona 2009?
Zvokutanga zvezvitsva zvomunda wako unofanira kuuya nazvo kumba kwaJehovha Mwari wako. Usabika mbudzana mumukaka wamai vayo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvokutanga zvezvitsva zvomunda wako unofanira kuuya nazvo kumba kwaJehovha Mwari wako. Usabika mbudzana mumukaka wamai vayo.”