Exodus 34:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Nyora mashoko iwaya, nokuti ndaita suŋgano newe naʋaIsraeri seɀinoreʋa mashoko iwaya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Nyora mashoko aya, nokuti maererano namashoko aya ndaita sungano newe uye neIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akaudza Mosesi kuti, “Nyora mashoko aya andareva nokuti ndiwo hwaro hwechitenderano chandakaita newe neIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Nyora mashoko iwaya, nokuti ndaita sungano newe navaIsiraeri sezvinoreva mashoko iwaya.”
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kuna Mozisi, "Nyora mashoko iwaya, nokuti ndaita sungano newe navaIsiraeri sezvinoreva mashoko iwaya."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Nyora mashoko iwaya, nokuti ndaita sungano newe naVaIsiraeri sezvinoreva mashoko iwaya.”