Exodus 34:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Aroni naʋana ʋaIsraeri ʋose ʋakati ʋaciʋona Mosesi, ʋakaʋona ganda reciso cake ricibginya, ʋakatya kusweɗera kwaari;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Aroni navaIsraeri vose pavakaona Mozisi, chiso chake chakanga chichibwinya, uye vakatya kuswedera pedyo naye.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aroni navaIsiraeri vose vakatarisa Mosesi, onei ganda rouso hwake riri kupenya, vakabva vatya kusvika pedyo naye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Aroni navana vaIsiraeri vose vakati vachiona Mosesi, vakaona ganda rechiso chake richibwinya, vakatya kuswedera kwaari;
Shona 2009?
Zvino Aroni navana vaIsiraeri vose vakati vachiona Mozisi, vakaona ganda rechiso chake richibwinya, vakatya kuswedera kwaari;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Aroni navana VaIsiraeri vose vakati vachiona Mosesi, vakaona ganda rechiso chake richibwinya, vakatya kuswedera kwaari;