Exodus 34:35 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaIsraeri ʋakaʋona ciso caMosesi, kuti ganda reciso caMosesi raibginya; ɀino Mosesi wodzosera ɀe cifukidzo paciso cake, kuȿikira opinda kundotaura naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ivo vaiona kuti chiso chake chakanga chichibwinya. Ipapo Mozisi aizoisazve chifukidzo pachiso chake kusvikira apinda kundotaura naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaIsiraeri vaiona kuti chiso chaMosesi chiri kupenya, naizvozvo Mosesi aitora mucheka ofukidza chiso chake pakare kusvikira, nguva yaaindotaura naMwari zvakare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaIsiraeri vakaona chiso chaMosesi, kuti ganda rechiso chaMosesi raibwinya; zvino Mosesi wodzoserazve chifukidzo pachiso chake, kusvikira opinda kundotaura naye.
Shona 2009?
Vana vaIsiraeri vakaona chiso chaMozisi, kuti ganda rechiso chaMozisi raibwinya; zvino Mozisi wodzoserazve chifukidzo pachiso chake, kusvikira opinda kundotaura naye.
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaIsiraeri vakaona chiso chaMosesi, kuti ganda rechiso chaMosesi raibwinya; zvino Mosesi wodzoserazve chifukidzo pachiso chake, kusvikira opinda kundotaura naye.