Exodus 35:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi wakaʋuŋganidza ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, akati kwaʋari: Ndiwo mashoko akarairwa naJehova kuti muaite:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akaunganidza ungano yose yavaIsraeri akati kwavari, “Izvi ndizvo zvinhu zvamakarayirwa naJehovha kuti muite:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akakokera musangano wegungano rose ravaIsiraeri akati, “Hezvinoi zvinhu zvanzi naTenzi muite:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi wakaunganidza ungano yose yavana vaIsiraeri, akati kwavari, “Ndiwo mashoko akarairwa naJehovha kuti muaite.
Shona 2009?
Zvino Mozisi wakaunganidza ungano yose yavana vaIsiraeri, akati kwavari, "Ndiwo mashoko akarairwa naJehovha kuti muaite.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi wakaunganidza ungano yose yavana VaIsiraeri, akati kwavari, “Ndiwo mashoko akarairwa naJehovha kuti muaite.