Exodus 35:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neareka, namatanda ayo, necifunhiro cokuyananisa, necidzitiro cinodzitira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
areka namapango ayo uye chifunhiro chokuyananisa uye chidzitiro chinodzivirira;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwouya bhokisi rechitenderano namapango okuritakurisa, nehwidibiro yaro nejira rechidzikatiro,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neareka, namatanda ayo, nechifunhiro chokuyananisa, nechidzitiro chinodzitira,
Shona 2009?
neareka, namatanda ayo, nechifunhiro chokuyananisa, nechidzitiro chinodzitira,
Shona SUB 2002 Bible
neareka, namatanda ayo, nechifunhiro chokuyananisa, neketeni rinodzitira,