Exodus 35:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuʋeza mabge anoiswa mukati, nokuʋeza matanda, nokugona kuɓata maɓasa ose oʋumhizha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuveza nokuronga mabwe, kushanda mukuveza matanda uye nokuita mhando dzose dzoumhizha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye kuveza tumabwe tunokosha twokuisa pazvinhu, nokuvezawo miti nokuitawo mamwe mabasa oumhizha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuveza mabwe anoiswa mukati, nokuveza matanda, nokugona kubata mabasa ose oumhizha.
Shona 2009?
nokuveza mabwe anoiswa mukati, nokuveza matanda, nokugona kubata mabasa ose oumhizha.
Shona SUB 2002 Bible
nokuveza mabwe anoiswa mukati, nokuveza matanda, nokugona kubata mabasa ose oumhizha.