Exodus 35:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaisa mumŋoyo make ʋucenjeri bgokudzidzisa ʋamŋe, iye naOhoriabi, mŋanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye apa vose vari vaviri iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaOhani kugona kudzidzisa vamwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akamupa, iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani, mwoyo wokuda kudzidzisa vamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaisa mumwoyo make uchenjeri hwokudzidzisa vamwe, iye naOhoriabhu, mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani.
Shona 2009?
Akaisa mumoyo make uchenjeri hwokudzidzisa vamwe, iye naOhoriabhu, mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani.
Shona SUB 2002 Bible
Akaisa mumwoyo make uchenjeri hwokudzidzisa vamwe, iye naOhoriabhu, mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani.