Exodus 35:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi akataura neʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, akati: Ndico cinhu cakarairwa naJehova, aciti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akati kuungano yose yavaIsraeri, “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akataurirawo gungano rose ravaIsiraeri kuti, “Hechinoi chirevo chakatemwa naTenzi chinoti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akataura neungano yose yavana vaIsiraeri, akati, “Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha, achiti,
Shona 2009?
Mozisi akataura neungano yose yavana vaIsiraeri, akati, "Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha, achiti,
Shona SUB 2002 Bible
Mosesi akataura neungano yose yavana VaIsiraeri, akati, “Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha, achiti,