Exodus 35:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ripirai Jehova cipo paɀinhu ɀenyu; aninani unomŋoyo unoɗa, ŋgaaʋuye naco, ciʋe cipo caJehova, ɀinoti: Ndarama, nesirveri, nendarira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva pane zvamunazvo, mutore chipiriso chaJehovha. Ani naani anoda ngaauyise kuna Jehovha chipiriso chegoridhe, sirivha uye nendarira;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipai kuna Tenzi mipiro yezvinhu zvinobva kwamuri. Ani naani ane mwoyochena wokupa ngaauye zvake nechipo kuna Tenzi. Zvinhu zvaanogona kupa ndezvizvi; ndarama nesirivha nendarira,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
‘Ripirai Jehovha chipo pazvinhu zvenyu; ani naani ane mwoyo unoda, ngaauye nacho, chive chipo chaJehovha, zvinoti: Ndarama, nesirivha, nendarira,
Shona 2009?
‘Ripirai Jehovha chipo pazvinhu zvenyu; ani naani ane moyo unoda, ngaauye nacho, chive chipo chaJehovha, zvinoti: Ndarama, nesirivha, nendarira,
Shona SUB 2002 Bible
‘Ripirai Jehovha chipo pazvinhu zvenyu; ani naani ane mwoyo unoda, ngaauye nacho, chive chipo chaJehovha, zvinoti: Ndarama, nesirivha, nendarira,