Exodus 35:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
namafuta omŋenje, neɀinonhuwira ɀamafuta okuzodza, noʋupfu ʋunonhuwira,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mafuta omuorivhi emwenje; zvinonhuwira zvamafuta okuzodza uye namafuta anonhuwira kwazvo;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kwoti mafuta omumarambi, netwokubikisa tunonhuhwira namafuta okuzodza, norusenzi runonhuhwira,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
namafuta omwenje, nezvinonhuwira zvamafuta okuzodza, noupfu hunonhuwira,
Shona 2009?
namafuta omwenje, nezvinonhuhwira zvamafuta okuzodza, noupfu hunonhuhwira,
Shona SUB 2002 Bible
namafuta omwenje, nezvinonhuwira zvamafuta okuzodza, noupfu hunonhuwira,