Exodus 36:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɓatanidza macira mashanu pamŋe cete, namamŋe macira akaaɓatanidza pamŋe cete ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabatanidza zvimwe zvidzitiro zvishanu pamwe chete uye vakaita zvimwe chetezvo pane zvimwe zvishanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamachira iwayo, akasonanidza mashanu pawo oga, akasonanidzawo mamwe acho mashanu ari pawo oga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namamwe machira akaabatanidza pamwechetezve.
Shona 2009?
Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namamwe machira akaabatanidza pamwechetezve.
Shona SUB 2002 Bible
Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namamwe machira akaabatanidza pamwechetezve.