Exodus 36:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kureɓa kwejira rimŋe nerimŋe kwaiʋa makubiti anamakumi matatu, noʋupamhi bgejira rimŋe nerimŋe makubiti manna; macira anegumi nerimŋe akaŋga akaenzana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvidzitiro zvose zviri gumi nechimwe zvakanga zvakaenzana, makubhiti makumi matatuc pakureba uye makubhiti manad paupamhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzira machira acho ose akaenzana, kureba kwawo kwaiva mamita gumi nematatu, hwasha hwawo hwaiva mamita maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kureba kwejira rimwe nerimwe kwaiva makubhiti ana makumi matatu, noupamhi hwejira rimwe nerimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe akanga akaenzana.
Shona 2009?
Kureba kwejira rimwe nerimwe kwaiva makubhiti ana makumi matatu, noupamhi bwejira rimwe nerimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe akanga akaenzana.
Shona SUB 2002 Bible
Kureba kwejira rimwe nerimwe kwaiva makubhiti ana makumi matatu, noupamhi hwejira rimwe nerimwe makubhiti mana; machira ane gumi nerimwe akanga akaenzana.