Exodus 36:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaɓatanidza macira mashanu pamŋe cete, namacira matanhatu pamŋe cete ɀe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabatanidza zvidzitiro zvishanu pamwe chete kuti zvive mubatanidzwa mumwe chete, uye zvimwe zvitanhatu kuti zvive pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabatanidza pamwechete machira mashanu pawo oga, ndokubatanidzawo pamwechete mamwe machira matanhatu pawo oga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namachira matanhatu pamwechetezve;
Shona 2009?
Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namachira matanhatu pamwechetezve;
Shona SUB 2002 Bible
Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namachira matanhatu pamwechetezve;