Exodus 36:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ʋo ɀikorekedzo ɀinamakumi mashanu ɀendarira ɀokuɓatanidza tente, kuti ciʋe cinhu cimŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaita zvikorekedzo zvendarira makumi mashanu kuti zvisunganidze tende pamwe chete zvive sechinhu chimwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo zvikorekedzo zvina makumi mashanu zvendarira zvokubatanidza tende, kuti chive chinhu chimwe chete.
Shona 2009?
Akaitawo zvikorekedzo zvina makumi mashanu zvendarira zvokubatanidza tende, kuti chive chinhu chimwe chete.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo zvikorekedzo zvina makumi mashanu zvendarira zvokubatanidza tende, kuti chive chinhu chimwechete.