Exodus 36:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita mapuraŋga etabernakeri anamakumi maʋiri okurutiʋi rwezasi, akatarira zasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaita mapuranga makumi maviri kurutivi rwezasi kwetabhenakeri
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aya ndiwo mavezero aakaita mapango etendhe rinoera. Akaveza mapango makumi maviri okumisa divi retendhe rinoera rokumaodzanyemba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita mapuranga etabhenakeri ana makumi maviri okurutivi rwezasi, akatarira zasi.
Shona 2009?
Akaita mapuranga etabhenakeri ana makumi maviri okurutivi rwezasi, akatarira zasi.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita mapuranga etabhenakeri ana makumi maviri okurutivi rwezasi, akatarira zasi.