Exodus 36:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaŋga akaita maʋiri necenyasi; saiɀoɀo ɀe akaŋga akaita maʋiri akaɓatanidzwa kuȿikira kumsoro kucindori cokutaŋga; saiɀoɀo akaaitira ose maʋiri pamakona maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamakona maviri aya mapuranga aiva maviri kubva pasi kusvikira kumusoro uye akaiswa mumhete imwe chete; ose akanga akagadzirwa zvakafanana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapango maviri akaamisa asina kubatana nechepasi pawo, asi kumusoro akaabatanidza necheparingi rokutanga, ndozvaakaaita ose ari maviri maviri pamakona iwayo maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akanga akaita maviri nechenyasi; saizvozvozve akanga akaita maviri akabatanidzwa kusvikira kumusoro kuchindori chokutanga; saizvozvo akaaitira ose maviri pamakona maviri.
Shona 2009?
Akanga akaita maviri nechenyasi; saizvozvozve akanga akaita maviri akabatanidzwa kusvikira kumusoro kuchindori chokutanga; saizvozvo akaaitira ose maviri pamakona maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Akanga akaita maviri nechenyasi; saizvozvozve akanga akaita maviri akabatanidzwa kusvikira kumusoro kuchindori chokutanga; saizvozvo akaaitira ose maviri pamakona maviri.