Exodus 36:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakapiwa naMosesi ɀipo ɀose ɀakaŋga ɀaʋuyiswa naʋana ʋaIsraeri, ɀokuɓatisa naɀo ɓasa rokushuma panɀimbo tȿene. Asi iʋo ʋakaramba ʋaciʋuya nemŋoyo yaʋo kwaari maŋgwanani ose neɀipo ɀaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakagamuchira kubva kuna Mozisi zvipo zvose zvakanga zvauya navaIsraeri kuti zvishandiswe pabasa rokuvaka imba tsvene. Uye vanhu vakaramba vachiuyisa zvipo zvokungopa mangwanani oga oga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakagamuchira zvipo zvose izvozvo kuna Mosesi zvakanga zvaunzwa navaIsiraeri kuzoitisa basa romuNzvimbo Inoera. Izvozvo vaIsiraeri vainge vachingofumouya nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakapiwa naMosesi zvipo zvose zvakanga zvauyiswa navana vaIsiraeri, zvokubatisa nazvo basa rokushuma panzvimbo tsvene. Asi ivo vakaramba vachiuya nemwoyo yavo kwaari mangwanani ose nezvipo zvavo.
Shona 2009?
vakapiwa naMozisi zvipo zvose zvakanga zvauyiswa navana vaIsiraeri, zvokubatisa nazvo basa rokushuma panzvimbo tsvene. Asi ivo vakaramba vachiuya nemoyo yavo kwaari mangwanani ose nezvipo zvavo.
Shona SUB 2002 Bible
vakapiwa naMosesi zvipo zvose zvakanga zvauyiswa navana VaIsiraeri, zvokubatisa nazvo basa rokushuma panzvimbo tsvene. Asi ivo vakaramba vachiuya nemwoyo yavo kwaari mangwanani ose nezvipo zvavo.