Exodus 36:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akafukidza mapuraŋga nendarama, akaita ɀindori ɀawo ɀendarama, kuti mbariro dzigare’po, akafukidza ʋo mbariro nendarama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakafukidza mapuranga negoridhe uye vakaita mhete dzegoridhe kuti dzibate mbariro. Vakafukidzawo mbariro negoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanamira ndarama mapango iwayo nembariro ndokuisa maringi endarama pamapango okubata mbariro idzodzo ndokunamira mbariro idzodzo ndarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akafukidza mapuranga nendarama, akaita zvindori zvawo zvendarama, kuti mbariro dzigarepo, akafukidzawo mbariro nendarama.
Shona 2009?
Akafukidza mapuranga nendarama, akaita zvindori zvawo zvendarama, kuti mbariro dzigarepo, akafukidzawo mbariro nendarama.
Shona SUB 2002 Bible
Akafukidza mapuranga nendarama, akaita zvindori zvawo zvendarama, kuti mbariro dzigarepo, akafukidzawo mbariro nendarama.