Exodus 36:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ʋo cidzitiro ne ɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa; akaciita namakerubi, rikaʋa ɓasa romunhu unogona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaita zvidzitiro zvewuru yebhuruu, pepuru netsvuku uye nomucheka wakaisvonaka wakarukwa, namakerubhu akasonerwa pauri nemhizha ino unyanzvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzira jira rokudzikatirisa nerineni yakanakisisa yeruvara rwedenga neruvara rwehute nerutsvuku yakarukirirwa makerubhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo chidzitiro nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; akachiita namakerubhi, rikava basa romunhu anogona.
Shona 2009?
Akaitawo chidzitiro nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; akachiita namakerubhi, rikava basa romunhu anogona.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo keteni nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; akachiita namakerubhi, rikava basa romunhu anogona.