Exodus 36:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaitira ʋo mukoʋa weTente cidzitiro ce ɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa; rakaŋga riri ɓasa romusoni unogona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaita chidzitiro chomukova wokupinda mutende chewuru yebhuruu, pepuru netsvuku uye mucheka wakaisvonaka wakarukwa, basa romuruki;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzirawo jira rokudzikatirisa pamusuo wetendhe rinoera, rerineni rakanakisisa rakarukirirwa zvakanakisisa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitirawo mukova weTende chidzitiro chezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; rakanga riri basa romusoni anogona.
Shona 2009?
Akaitirawo mukova wetende chidzitiro chezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; rakanga riri basa romusoni anogona.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitirawo mukova weTende keteni rezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa; rakanga riri basa romusoni anogona.