Exodus 36:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakataura naMosesi, ʋaciti: Ʋanhu ʋanoʋuya neɀakawandisa kupfuʋura ɀinokwana kuite‐ɓasa rakarairwa naJehova kuti riitwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vakati kuna Mozisi, “Vanhu vari kuuya nezvakawandisa zvokuitisa basa rakarayirwa naJehovha kuti riitwe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyanzvi idzodzi dzakazotaurira Mosesi kuti, “Vanhu vari kungoramba vachiunza zvipo zvebasa rakanzi naTenzi riitwe, asi zvipo zvacho zvawandisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakataura naMosesi, vachiti, “Vanhu vanouya nezvakawandisa kupfuura zvinokwana kuita basa rakarairwa naJehovha kuti riitwe.”
Shona 2009?
vakataura naMozisi, vachiti, "Vanhu vanouya nezvakawandisa kupfuura zvinokwana kuita basa rakarairwa naJehovha kuti riitwe."
Shona SUB 2002 Bible
vakataura naMosesi, vachiti, “Vanhu vanouya nezvakawandisa kupfuura zvinokwana kuita basa rakarairwa naJehovha kuti riitwe.”