Exodus 37:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ʋo tafura yamatanda omuakasia; kureɓa kwayo kwaiʋa makubiti maʋiri, noʋupamhi bgayo kubiti rimŋe, nokukwirira kwayo kubiti rimŋe nehafu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakagadzira tafura namatanda omuakasia, yakareba makubhiti mavirie, uye kubhiti rimwe chetef paupamhi, uye kubhiti rimwe chete nehafug pakukwirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzirawo teburu yomuti womuunga, urefu hwayo hwaiita makumi masere amasendimita ana masendimita masere, upamhi hwayo huchiita masendimita makumi mana ana masendimita mana, udzami hwayo huchiita masendimita makumi matanhatu ana masendimita matanhatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo tafura yamatanda omuakasia; kureba kwayo kwaiva makubhiti maviri, noupamhi hwayo kubhiti rimwe, nokukwirira kwayo kubhiti rimwe nehafu.
Shona 2009?
Akaitawo tafura yamatanda omuakasia; kureba kwayo kwaiva makubhiti maviri, noupamhi hwayo kubhiti rimwe, nokukwirira kwayo kubhiti rimwe nehafu.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo tafura yamatanda omuakeshia; kureba kwayo kwaiva makubhiti maviri, noupamhi hwayo kubhiti rimwe, nokukwirira kwayo kubhiti rimwe nehafu.