Exodus 37:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapango okutakura tafura akagadzirwa namatanda omuakasia uye akanga akafukidzwa negoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaveza mapango omuunga okutakurisa teburu yacho, akaanamira nendarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo.
Shona 2009?
Akaita matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita matanda omuakeshia, akaafukidza nendarama, kuti tafura itakurwe nawo.