Exodus 37:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kumatiʋi aco kukaɓuɗa mataʋi matanhatu, mataʋi matatu ecigadziko kunorumŋe rutiʋi rwaco, namataʋi matatu ecigadziko kunorumŋe rutiʋi rwaco.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapazi matanhatu akaiswa kubva kumativi echigadziko chomwenje, matatu kurutivi rumwe chete uye mamwe matatu kuno rumwe rutivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chaiva namapazi matanhatu aibva pachiri, chaiti uku matatu, uku matatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kumativi acho kukabuda matavi matanhatu, matavi matatu echigadziko kuno rumwe rutivi rwacho, namatavi matatu echigadziko kuno rumwe rutivi rwacho.
Shona 2009?
kumativi acho kukabuda matavi matanhatu, matavi matatu echigadziko kuno rumwe rutivi rwacho, namatavi matatu echigadziko kuno rumwe rutivi rwacho.
Shona SUB 2002 Bible
kumativi acho kukabuda matavi matanhatu, matavi matatu echigadzikiro kuno rumwe rutivi rwacho, namatavi matatu echigadzikiro kuno rumwe rutivi rwacho.