Exodus 37:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nefundo panyasi pamataʋi maʋiri akaŋga akaʋumbga pamŋe cete naco; nefundo ɀe panyasi pamataʋi maʋiri akaʋumbga pamŋe cete naco, akafanana namataʋi matanhatu akaɓuɗa pacigadziko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bukira rimwe chete rakanga riri pasi pamatavi maviri okutanga aibva pachigadziko chomwenje, bukira rechipiri rakanga riri pasi pamatavi maviri aitevera, uye bukira rechitatu rakanga riri pasi pamatavi mamwezve maviri, ose ari matanhatu pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pose pose paisangana hunde namapazi maviri maviri nechepasi pawo, ose ari matanhatu, pakange pakanamatidzwa ruva rimwechete risati razaruka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nefundo panyasi pamatavi maviri akanga akaumbwa pamwechete nacho; nefundozve panyasi pamatavi maviri akaumbwa pamwechete nacho, akafanana namatavi matanhatu akabuda pachigadziko.
Shona 2009?
nefundo panyasi pamatavi maviri akanga akaumbwa pamwechete nacho; nefundozve panyasi pamatavi maviri akaumbwa pamwechete nacho, akafanana namatavi matanhatu akabuda pachigadziko.
Shona SUB 2002 Bible
nefundo panyasi pamatavi maviri akanga akaumbwa pamwechete nacho; nefundozve panyasi pamatavi maviri akaumbwa pamwechete nacho, akafanana namatavi matanhatu akabuda pachigadzikiro.