Exodus 37:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita mŋenje yaco minomŋe, nembato dzaco, nendiro dzaco, ɀose nendarama yakaiȿo‐naka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaita mwenje yacho minomwe, pamwe chete nembato dzacho uye nendiro dzacho, dzegoridhe rakaisvonaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzira marambi manomwe okuisa pachigadzikiro ichi, nezvigero zvokuchekesa tambo dzamarambi netireyi dzendarama chaiyo yakanakisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita mwenje yacho minomwe, nembato dzacho, nendiro dzacho, zvose nendarama yakaisvonaka.
Shona 2009?
Akaita mwenje yacho minomwe, nembato dzacho, nendiro dzacho, zvose nendarama yakaisvonaka.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita mwenje yacho minomwe, nembato dzacho, nendiro dzacho, zvose nendarama yakaisvonaka.