Exodus 37:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ʋo matanda omuakasia, akaafukidza nendarama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakagadzira mapango omuti womuakasia uye vakafukidza negoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaveza mapango omuunga, akaanamirira ndarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo matanda omuakasia, akaafukidza nendarama.
Shona 2009?
Akaitawo matanda omuakasia, akaafukidza nendarama.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo matanda omuakeshia, akaafukidza nendarama.