Exodus 37:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ʋo mafuta matȿene okuzodza nawo, neɀinonhuwira ɀakaiȿo‐naka ɀemiti inonaka, ɀikaʋa ɀakaveŋganiswa noʋucenjeri bgomuveŋganisi weɀinonhuwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakagadzirawo mafuta matsvene okuzodza uye nezvinonhuwira kwazvo zvakaisvonaka, basa romuvhenganisi wezvinonhuwira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzira mafuta anoera okuzodza nawo. Akagadzirawo rusenzi runonhuhwirira zvakanaka sezvinoita vagadziri vamafuta anonhuhwira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo mafuta matsvene okuzodza nawo, nezvinonhuwira zvakaisvonaka zvemiti inonaka, zvikava zvakavhenganiswa nouchenjeri hwomuvhenganisi wezvinonhuwira.
Shona 2009?
Akaitawo mafuta matsvene okuzodza nawo, nezvinonhuhwira zvakaisvonaka zvemiti inonaka, zvikava zvakavhenganiswa nouchenjeri hwomuvhenganisi wezvinonhuhwira.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo mafuta matsvene okuzodza nawo, nezvinonhuhwira zvakaisvonaka zvemiti inonaka, zvikava zvakavhenganiswa nouchenjeri hwomuvhenganisi wezvinonhuhwira.