Exodus 37:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋeza matanda omuakasia, akaafukidza nendarama,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akaita mapango omuti womuakasia uye akaafukidza negoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaveza mapango omuunga, akaatsvetera nendarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaveza matanda omuakasia, akaafukidza nendarama,
Shona 2009?
Akaveza matanda omuakasia, akaafukidza nendarama,
Shona SUB 2002 Bible
Akaveza matanda omuakeshia, akaafukidza nendarama,