Exodus 37:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ʋo cifunhiro cokuyananisa nendarama yakaiȿo‐naka; kureɓa kwaco kwaiʋa makubiti maʋiri nehafu, noʋupamhi bgaco kubiti rimŋe nehafu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akagadzira chifunhiro chokuyananisa chegoridhe rakaisvonaka, makubhiti maviri nehafuc pakureba uye kubhiti rimwe chete nehafud paupamhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzirawo hwidibiro yaro yendarama chaiyo yakanakisisa, urefu hwayo hwaiita zana ramasendimita rina masendimita gumi, hwasha hwaro huchiita makumi matanhatu amasendimita ana masendimita matanhatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo chifunhiro chokuyananisa nendarama yakaisvonaka; kureba kwacho kwaiva makubhiti maviri nehafu, noupamhi hwacho kubhiti rimwe nehafu;
Shona 2009?
Akaitawo chifunhiro chokuyananisa nendarama yakaisvonaka; kureba kwacho kwaiva makubhiti maviri nehafu, noupamhi hwacho kubhiti rimwe nehafu;
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo chifunhiro chokuyananisa nendarama yakaisvonaka; kureba kwacho kwaiva makubhiti maviri nehafu, noupamhi hwacho kubhiti rimwe nehafu;