Exodus 37:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaita makerubi maʋiri endarama, akaaita nendarama yakapambadzirwa pamiromo miʋiri yecifunhiro cokuyananisa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akaita makerubhi maviri negoridhe rakapambadzirwa kumacheto echifunhiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatora ndarama akapfura mifananidzo miviri yezvimwe zvisikwa zvinonzi makerubhu, akazvigadzira zviri pamativi maviri ehwidibiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaita makerubhi maviri endarama, akaaita nendarama yakapambadzirwa pamiromo miviri yechifunhiro chokuyananisa,
Shona 2009?
akaita makerubhi maviri endarama, akaaita nendarama yakapambadzirwa pamiromo miviri yechifunhiro chokuyananisa,
Shona SUB 2002 Bible
akaita makerubhi maviri endarama, akaaita nendarama yakapambadzirwa pamiromo miviri yechifunhiro chokuyananisa,