Exodus 38:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurutiʋi rwokumsoro kwaiʋa namakubiti anezana, nembiru dzayo dzinamakumi maʋiri, neɀigadziko ɀadzo ɀinamakumi maʋiri ɀendarira, neɀikorekedzo ɀembiru neɀindori ɀadzo ɀaiʋa ɀesirveri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rutivi rwokumusorowo rwakanga runa makubhiti zana pakureba uye rwakanga rune matanda makumi maviri nezvigadziko zvendarira, ine zvikorekedzo zvesirivha nezvisungo pamusoro pamatanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuchamhembe, kwaiva nourefu hwaiita mamita makumi mana ana mamita mana, akaita mapango awo makumi maviri, nezvigadzikiro zvawo zvendarira makumiwo maviri. Asi zvipikiri nembariro dzokupfekera machira iwayo zvakanga zviri zvesirivha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurutivi rwokumusoro kwaiva namakubhiti ane zana, nembiru dzayo dzina makumi maviri, nezvigadziko zvadzo zvina makumi maviri zvendarira, nezvikorekedzo zvembiru nezvindori zvadzo zvaiva zvesirivha.
Shona 2009?
Kurutivi rwokumusoro kwaiva namakubhiti ane zana, nembiru dzayo dzina makumi maviri, nezvigadziko zvadzo zvina makumi maviri zvendarira, nezvikorekedzo zvembiru nezvindori zvadzo zvaiva zvesirivha.
Shona SUB 2002 Bible
Kurutivi rwokumusoro kwaiva namakubhiti ane zana, nembiru dzayo dzina makumi maviri, nezvigadziko zvadzo zvina makumi maviri zvendarira, nezvikorekedzo zvembiru nezvindori zvadzo zvaiva zvesirivha.