Exodus 38:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurutiʋi rwamabvazuʋa kunotarira kumabvazuʋa kwaiʋa namakubiti makumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumucheto wokumabvazuva, wakananga kunobuda nezuva, kwaivawo noupamhi hwamakubhiti makumi mashanu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kumusuo wayo, kumabvazuva kwaiva neane mamita makumi maviri ana mamita maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurutivi rwamabvazuva kunotarira kumabvazuva kwaiva namakubhiti makumi mashanu.
Shona 2009?
Kurutivi rwamabvazuva kunotarira kumabvazuva kwaiva namakubhiti makumi mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Kurutivi rwemberi kunotarira kumabvazuva kwaiva namakubhiti makumi mashanu.