Exodus 38:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mbiru dzayo dzaiʋa inna, neɀigadziko ɀadzo ɀinna ɀendarira; ɀikorekedzo ɀadzo ɀaiʋa ɀesirveri, misoro yadzo neɀindori ɀadzo ɀakaŋga ɀakafukidzwa nesirveri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
namatanda mana uye nezvigadziko zvendarira zvina. Zvikorekedzo zvazvo nezvisungo zvazvo zvaiva zvesirivha, uye misoro yacho yakanga yakafukidzwa nesirivha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapango awo akanga ari mana, aine zvigadzikirowo zvawo zvendarira zvina. Zvipikiri zvawo zvaivawo zvesirivha, zvapamusoro dzawo nembariro dzawo zviri zvesirivha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mbiru dzayo dzaiva ina, nezvigadziko zvadzo zvina zvendarira; zvikorekedzo zvadzo zvaiva zvesirivha, misoro yadzo nezvindori zvadzo zvakanga zvakafukidzwa nesirivha.
Shona 2009?
Mbiru dzayo dzaiva ina, nezvigadziko zvadzo zvina zvendarira; zvikorekedzo zvadzo zvaiva zvesirivha, misoro yadzo nezvindori zvadzo zvakanga zvakafukidzwa nesirivha.
Shona SUB 2002 Bible
Mbiru dzayo dzaiva ina, nezvigadziko zvadzo zvina zvendarira; zvikorekedzo zvadzo zvaiva zvesirivha, misoro yadzo nezvindori zvadzo zvakanga zvakafukidzwa nesirivha.