Exodus 38:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ʋo nyaŋga dzayo pamakona ayo manna, nyaŋga dzayo dzikaʋa cinhu cimŋe cete nayo; akaifukidza nendarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakagadzira runyanga pamakona mana ose zvokuti nyanga nearitari zvakanga zvava chinhu chimwe chete, uye vakafukidza aritari nendarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaveza zvainge nyanga zvina zvapamusoro pamakona mana eatari, zvakanga zvakavezwa zvakabatana neatari yacho. Akanamirira atari iyoyo noutare hwendarira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo nyanga dzayo pamakona ayo mana, nyanga dzayo dzikava chinhu chimwe chete nayo; akaifukidza nendarira.
Shona 2009?
Akaitawo nyanga dzayo pamakona ayo mana, nyanga dzayo dzikava chinhu chimwe chete nayo; akaifukidza nendarira.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo nyanga dzayo pamakona ayo mana, nyanga dzayo dzikava chinhu chimwechete nayo; akaifukidza nendarira.