Exodus 38:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Bezareri, mŋanakomana waUri, mŋanakomana waHuri, worudzi rwaJuda, wakaita ɀose ɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, akagadzira zvose zvakarayirwa Mozisi naJehovha;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuri wedzinza rokwaJudha, akagadzira zvose zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, wakaita zvose zvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha,
Shona 2009?
Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, wakaita zvose zvakanga zvarairwa Mozisi naJehovha,
Shona SUB 2002 Bible
Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, wakaita zvose zvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha,