Exodus 38:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nesirveri yaiʋo ʋakaŋga ʋaciʋereŋgwa paʋuŋgano aiʋa matarenta anezana, namashekeri anecuru cimŋe namazana manomŋe namakumi manomŋe namashanu, ɀicienzaniswa neshekeri rapaimba tȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sirivha yakawanikwa yakabva kuna avo veungano vakaverengwa pakunyorwa, yaiva matarenda zana, uye chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu amashekerii, zvichienderana neshekeri renzvimbo tsvene,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sirivha yakaunzwa negungano ravanhu vakanga vaverengwa yairema zviuru zvitatu zvamakirogiramu zvina mazana mana ana makumi matatu amakirogiramu ari pamwero wemari yeshekeri yomuNzvimbo Inoera,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nesirivha yaivo vakanga vachiverengwa paungano aiva matarenda ane zana, namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu, zvichienzaniswa neshekeri rapaimba tsvene.
Shona 2009?
Nesirivha yaivo vakanga vachiverengwa paungano aiva matarenda ane zana, namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu, zvichienzaniswa neshekeri rapaimba tsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Nesirivha yaivo vakanga vachiverengwa paungano aiva matarenda ane zana, namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu, zvichienzaniswa neshekeri rapaimba tsvene.