Exodus 38:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namashekeri anecuru cimŋe namazana manomŋe namakumi manomŋe namashanu wakaita ɀikorekedzo ɀembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuɀiitira ʋo ɀindori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakashandisa mashekeri chiuru chimwe chete namazana manomwe namakumi manomwe namashanul kuti vagadzire zvikorekedzo zvamatanda, kufukidza misoro yamatanda, uye vagadzire zvisungo zvawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamakirogiramu makumi matatu esirivha akasara, Bhezarieri akaagadzirisa zvipikiri zvamapango nokunamirira misoro yamapango dzokushandisa pambariro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu wakaita zvikorekedzo zvembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuzviitirawo zvindori.
Shona 2009?
Namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu wakaita zvikorekedzo zvembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuzviitirawo zvindori.
Shona SUB 2002 Bible
Namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu wakaita zvikorekedzo zvembiru, akafukidza misoro yadzo, nokuzviitirawo zvindori.