Exodus 38:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaitira makona manna ecakarukwa cendarira ɀindori ɀinna paiʋa pokutakura napo namatanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaumba mhete dzendarira kuti dzibate mapango amakona mana echiparo chendarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzirawo maringi mana endarira akaaisa pamakona mana esefa iyoyo yendarira mokupfekera mapango okutakurisa atari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitira makona mana echakarukwa chendarira zvindori zvina paiva pokutakura napo namatanda.
Shona 2009?
Akaitira makona mana echakarukwa chendarira zvindori zvina paiva pokutakura napo namatanda.
Shona SUB 2002 Bible
Akaitira makona mana echakarukwa chendarira zvindori zvina paiva pokutakura napo namatanda.