Exodus 38:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita ʋo ruʋazhe; kurutiʋi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakaŋga kuneɀirembedzwa ɀemiceka yakaiȿo‐naka yakarukwa, makubiti anezana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pashure vakaita ruvazhe. Rutivi rwezasi rwakanga rwakareba makubhiti zanac uye rwaiva nezvidzitiro zvomucheka wakaisvonaka uye wakarukwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzira nhandare: machira okuikomberedza nawo okuchamhembe erineni akanakisisa aiva noupamhi hunoita mamita makumi mana ana mamita mana. Iwayo aiita mamita makumi mana ana mana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaitawo ruvanze; kurutivi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakanga kunezvirembedzwa zvemicheka yakaisvonaka yakarukwa, makubhiti ane zana;
Shona 2009?
Akaitawo ruvanze; kurutivi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakanga kunezvirembedzwa zvemicheka yakaisvonaka yakarukwa, makubhiti ane zana;
Shona SUB 2002 Bible
Akaitawo ruvanze; kurutivi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakanga kune irzvirembedzwa zvemicheka yakaisvonaka yakarukwa, makubhiti ane zana;