Exodus 39:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaisa mukati mayo misara minna yamabge, mumŋe musara waiʋa nesardio, netopasi, nekarbunkeri. Ndiwo musara wokutaŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakagadzira mitsara mina yamatombo anokosha pamusoro pacho. Mumutsara wokutanga makanga mune ibwe rerubhi, topazi nebheriri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaisa pairi mitsara mina yetumabwe tunokosha. Mutsara wokutanga wakanga uine katombo kerubhi netopazi neganeti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaisa mukati mayo misara mina yamabwe, mumwe musara waiva nesadhio, netopasi, nekabhunakeri. Ndiwo musara wokutanga.
Shona 2009?
Vakaisa mukati mayo misara mina yamabwe, mumwe musara waiva nesadhio, netopasi, nekabhunakeri. Ndiwo musara wokutanga.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaisa mukati mayo misara mina yamabwe, mumwe musara waiva nesadhio, netopasi, nekabhunakeri. Ndiwo musara wokutanga.