Exodus 39:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaita efodi nendarama, ne ɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nomuceka wakaiȿo‐naka wakarukwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaita efodhi yegoridhe, uye wuru yebhuruu, pepuru netsvuku, uye nomucheka wakaisvonaka wakarukwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akagadzira hanzu yeefodhi namachira erineni akanakisisa. Akairukira newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku neshinda yendarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaita efodhi nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa.
Shona 2009?
Akaita efodhi nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa.
Shona SUB 2002 Bible
Akaita efodhi nendarama, nezvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nomucheka wakaisvonaka wakarukwa.