Exodus 39:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakapambadzira ndarama, ʋakaita maɓape matete, ʋakaiceka, ʋakaita nhare dzokusonisa nadzo ɀakarukwa ɀitema, neɀishaʋa, neɀitȿuku, nemiceka yakaiȿo‐naka yakarukwa, riri ɓasa romunhu unogona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakapambadzira goridhe rikava marata matete uye vakagura tuwaya kuti tupfekerwe muwuru yebhuruu, yepepuru netsvuku uye mumucheka wakaisvonaka, basa remhizha ino unyanzvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakapfura ndarama vachiita mapape. Vakacheka-cheka mapape endarama iwayo vachiita tutseta tutetetete, twakazorukirwa mumachira erineni akanakisisa newuru yeruvara rwedenga neyeruvara rwehute netsvuku.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapambadzira ndarama, vakaita mabape matete, vakaicheka, vakaita nhare dzokusonisa nadzo zvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka yakarukwa, riri basa romunhu anogona.
Shona 2009?
Vakapambadzira ndarama, vakaita mabape matete, vakaicheka, vakaita nhare dzokusonisa nadzo zvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka yakarukwa, riri basa romunhu anogona.
Shona SUB 2002 Bible
Vakapambadzira ndarama, vakaita mabape matete, vakaicheka, vakaita nhare dzokusonisa nadzo zvakarukwa zvitema, nezvishava, nezvitsvuku, nemicheka yakaisvonaka yakarukwa, riri basa romunhu anogona.