Exodus 39:38 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neartari yendarama, namafuta okuzodza nawo, neɀinonhuwira ɀakanaka, necidzitiro comukoʋa weTente;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
aritari yegoridhe, mafuta okuzodza, zvinonhuwira kwazvo nechidzitiro chapamukova wetende;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuchizoti atari yendarama namafuta okuzodza nawo, norusenzi runonhuhwirira, namachira okudzikatirisa pamusuo wetendhe rinoera;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neatari yendarama, namafuta okuzodza nawo, nezvinonhuwira zvakanaka, nechidzitiro chomukova weTende;
Shona 2009?
nearitari yendarama, namafuta okuzodza nawo, nezvinonhuhwira zvakanaka, nechidzitiro chomukova wetende;
Shona SUB 2002 Bible
neatari yendarama, namafuta okuzodza nawo, nezvinonhuwira zvakanaka, nechidzitiro chomukova weTende;